Ruka 20:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. Muridzi womunda achaitei kwavari? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga, ʋakamuʋuraya. Ɀino, mŋene womunda wemizambiriŋga ucaʋaiteiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa, vakamuuraya. Zvino, muridzi womunda wemidzambiringa achavaiteiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. Muridzi womunda achaitei kwavari? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka vakamubudisa mumunda wemizambiringa ndokubva vamuuraya. “Zvino muridzi womunda womuzambiringa achaitei kwavari? Viz kapitola |