Ruka 20:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Akatumira mumwe muranda; naiyewo vakamurova vakamuitira zvinonyadzisa uye vakamuendesa asina chaanacho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akatuma ɀe mumŋe muranda; naiye ʋo ʋakamuroʋa, ʋakamunyadzisa, ʋakamudzosa asina. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Akatumazve mumwe muranda; naiyewo vakamurova, vakamunyadzisa, vakamudzosa asina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akatumira mumwe muranda; naiyewo vakamurova vakamuitira zvinonyadzisa uye vakamuendesa asina chaanacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akatumazve mumwe muranda, asi naiyewo vakamurova uye vakamuitira zvinonyadzisa ndokumudzosazve asina chinhu. Viz kapitola |