Ruka 20:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Nerimwe zuva Jesu paaidzidzisa vanhu muTemberi achiparidza Shoko Rakanaka, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru, vakauya vakati kwaari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino panerimŋe ramazuʋa iwayo, acidzidzisa ʋanhu mutembere, aciʋaparidzira Evaŋgeri, ʋaprista ʋakuru naʋanyori naʋakuru ʋakaȿika, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pane rimwe ramazuva iwayo, achidzidzisa vanhu mutemberi, achivaparidzira Vhangeri, vapristi vakuru navanyori navakuru vakasvika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nerimwe zuva Jesu paaidzidzisa vanhu muTemberi achiparidza Shoko Rakanaka, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru, vakauya vakati kwaari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Nerimwe ramazuva paakanga achidzidzisa vanhu mutemberi uye achiparidza vhangeri, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, pamwe chete navakuru, vakasvika kwaari. Viz kapitola |