Online Bible

- Reklamy -




Ruka 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akaenda kundonyorwa iye naMaria waakanga achangobva mukuroora, akangawo ava napamuviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 kuti anyorwe naMaria, wakaŋga anyeŋgwa naye, aʋa nemimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 kuti anyorwe naMaria, wakanga arooorwa, ava napamuviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akaenda kundonyorwa iye naMaria waakanga achangobva mukuroora, akangawo ava napamuviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Akaenda ikoko kundonyoresa naMaria, waakanga atsidzira kuzowanana naye uye akanga ava napamuviri.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 2:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy