Ruka 19:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona48 asi havana kuwana chavakagona kuita, nokuti vanhu vose vanga vangoti kwati kwati kumashoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Asi ʋakaŋga ʋasiŋgawani ɀaʋaŋgaita, nokuti ʋanhu ʋose ʋakamunamatira, ʋacimunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Asi vakanga vasingawani zvavangaita, nokuti vanhu vose vakamunamatira, vachimunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 asi havana kuwana chavakagona kuita, nokuti vanhu vose vanga vangoti kwati kwati kumashoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Asi vakanga vasingawani nzira yokuita izvozvo, nokuti vanhu vose vakanga vakanamatira pamashoko ake. Viz kapitola |