Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 achiti, “Dai wanga uchiziva nhai zvinhu zvinounza rugare asi zvino zvakavanzwa kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 aciti: Ƌai waiziʋa iwe zuʋa rino ɀinhu ɀiŋgakupa rugare, asi ɀino ɀakaʋanzirwa meso ako!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 achiti, “Dai waiziva iwe zuva rino zvinhu zvingakupa rugare, asi zvino zvakavanzirwa meso ako!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 achiti, “Dai wanga uchiziva nhai zvinhu zvinounza rugare asi zvino zvakavanzwa kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 akati, “Dai iwe, kunyange iyewe, waiziva chete pazuva rino zvinhu zvaizokupa rugare, asi zvino zvakavanzwa pameso ako.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy