Ruka 19:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ipapo akafanomhanyira mberi ndokukwira mumuonde kuti amuone nokuti akanga achizopfuura nepo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo akamhanyira mberi, akakwira mumuʋonde kuti amuʋone, nokuti wakaŋga opfuʋura napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo akamhanyira mberi, akakwira mumuonde kuti amuone, nokuti akanga opfuura napo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ipapo akafanomhanyira mberi ndokukwira mumuonde kuti amuone nokuti akanga achizopfuura nepo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokudaro akamhanyira mberi akandokwira mumuti womuonde kuti amuone, sezvo Jesu akanga achienda naipapo. Viz kapitola |