Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ndinokutaurirai kuti munhu wose anazvo achawedzerwa zvimwe asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achachitorerwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ndinoti kwamuri: Mumŋe nomumŋe unecinhu, ucapiwa; asi usina, ucatorerwa neɀaanaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Ndinoti kwamuri, ‘Mumwe nomumwe ane chinhu, achapiwa; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ndinokutaurirai kuti munhu wose anazvo achawedzerwa zvimwe asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achachitorerwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Iye akapindura akati, ‘Ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anazvo, achapiwa zvimwe, asi uyo asina, achatorerwa kunyange nechaanacho.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy