Ruka 19:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 ko zvino wakaregererei kuisa mari yangu mubhangi. Pandainge ndauya ndaizoitora yabereka.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀino wakaregereiko kuisa mari yaŋgu mubaŋga, ndikazoitora pakudzoka kwaŋgu yawanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 zvino wakaregereiko kuisa mari yangu mubangi, ndikazoitora pakudzoka kwangu yawanda.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 ko zvino wakaregererei kuisa mari yangu mubhangi. Pandainge ndauya ndaizoitora yabereka.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Seiko zvino usina kuisa mari yangu mubhangi, kuitira kuti pakudzoka kwangu ndizoitora yawanda?’ Viz kapitola |