Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Paakadzoka apiwa umambo huya akati varanda vake vaakanga apa mari iya vadaidzwe kwaari kuti azive kuti mumwe nomumwe akanga awanei nemhindu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino wakati adzoka kuya kwaakaŋga andopiwa ʋushe, akaraira kuti ʋaya ʋaranda ʋaakaŋga apa mari, ʋaɗanirwe kwaari, anzwe kuti mumŋe nomumŋe wakawanei nokushambadzira kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Zvino akati adzoka kuya kwaakanga andopiwa ushe, akarayira kuti vaya varanda vaakanga apa mari, vadanirwe kwaari, anzwe kuti mumwe nomumwe akawanei nokushambadzira kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Paakadzoka apiwa umambo huya akati varanda vake vaakanga apa mari iya vadaidzwe kwaari kuti azive kuti mumwe nomumwe akanga awanei nemhindu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Akandogadzwa kuti ave mambo, kunyange zvakadaro, akadzoka kumusha. Ipapo akatuma shoko kuvaranda vaakanga apa mari, achida kuziva zvavakanga vawana nayo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy