Ruka 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndinokutaurirai kuti achavadzivirira nokuchimbidza. Kunyange zvakadaro zvazvo, pachauya Mwanakomana womunhu, achasvikowana panyika pane chitendero here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndinoti kwamuri: Ucakurumidza kuʋaruramisira. Asi Mŋanakomana womunhu kana aciȿika, ucawana kutenda panyika here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndinoti kwamuri, achakurumidza kuvaruramisira. Asi Mwanakomana womunhu kana achisvika, achawana kutenda panyika here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndinokutaurirai kuti achavadzivirira nokuchimbidza. Kunyange zvakadaro zvazvo, pachauya Mwanakomana womunhu, achasvikowana panyika pane chitendero here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndinoti kwamuri, achaona kuti varuramisirwa, uye nokukurumidza. Kunyange zvakadaro hazvo, kana Mwanakomana woMunhu achisvika, achawana kutenda panyika here?” Viz kapitola |