Ruka 18:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Paakanzwa izvi akasuruvara nokuti akanga akapfuma zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino wakati acinzwa iɀoɀo, akaɓatwa neshuŋgu kwaɀo; nokuti wakaŋga anefuma zhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino akati achinzwa izvozvo, akabatwa neshungu kwazvo; nokuti akanga ane pfuma zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Paakanzwa izvi akasuruvara nokuti akanga akapfuma zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Akati anzwa izvozvo, akasuwa zvikuru, nokuti akanga ari murume akapfuma zvikuru. Viz kapitola |