Online Bible

- Reklamy -




Ruka 18:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mumwe mutongi akabvunza Jesu achiti, “Mudzidzisi wakanaka. Ndingaitei kuti ndiwane upenyu husingaperi?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino mumŋe mukuru wakamubvunza, akati: Mudzidzisi wakanaka, ndiŋgaiteiko kuti ndigare nhaka yoʋupenyu bgusiŋgaperi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvimo mumwe mukuru wakamubvunza, akati, “Mudzidzisi akanaka, ndingaiteiko kuti ndigare nhaka youpenyu husingaperi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mumwe mutongi akabvunza Jesu achiti, “Mudzidzisi wakanaka. Ndingaitei kuti ndiwane upenyu husingaperi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Mumwe mutongi akamubvunza achiti, “Mudzidzisi akanaka, ndinofanira kuitei kuti ndigogara nhaka youpenyu husingaperi?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 18:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy