Ruka 18:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanhu vakanga vava kuunza kunyange vacheche kwaari kuti avabate. Vadzidzi vake pavakazviona, vakavarambidza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋakaʋuya naʋacece ʋo kwaari, kuti aʋanyaŋgate; asi ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakaʋaraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vakauya navachechewo kwaari, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakati vachizviona, vakavarayira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanhu vakanga vava kuunza kunyange vacheche kwaari kuti avabate. Vadzidzi vake pavakazviona, vakavarambidza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanhu vakauyawo navacheche kuna Jesu kuti avanyengeterere. Vadzidzi vakati vachiona izvozvo, vakavatsiura. Viz kapitola |