Ruka 17:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kunyaŋge akutadzira kanomŋe nezuʋa rimŋe, akadzokera kwauri kanomŋe, aciti: Ndatendeʋuka; umukaŋganwire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kunyange akutadzira kanomwe nezuva rimwe, akadzokera kwauri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka;’ umukanganwire.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana akakutadzira kanomwe pazuva, uye akadzoka kwauri kanomwe achiti, ‘Ndatendeuka,’ muregerere.” Viz kapitola |