Ruka 17:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Pazuva iroro anenge ari pamusoro pemba aine zvinhu zvake mumba, ngaarege kuburukira kuzozvitora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Nezuʋa iro, uri pamsoro peimba, nhumbi dzake dziri mumba, ŋgaarege kuɓuruka kundodzitora; saiɀoɀo ʋo, uri kumunda ŋgaarege kudzokera kuneɀiri shure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Nezuva iro, ari pamusoro peimba, nhumbi dzake dziri mumba, ngaarege kuburuka kundodzitora; saizvozvowo, ari kumunda ngaarege kudzokera kunezviri shure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pazuva iroro anenge ari pamusoro pemba aine zvinhu zvake mumba, ngaarege kuburukira kuzozvitora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Pazuva iro hakuna munhu ari pamusoro pedenga remba, ane nhumbi dzake mukati memba, anofanira kuburuka kuti andodzitora. Saizvozvowo, hakuna munhu ari kumunda achadzokera chinhu chero chipi zvacho. Viz kapitola |