Ruka 17:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Vanhu vaidya nokumwa vachiroora nokuroorwa kusvikira pazuva rakapinda Nowa mungarava. Mafashamo akauya akavaparadza vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 ʋaidya, nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kuȿikira zuʋa rakapinda Noa muareka, mvura zhinji ikaȿika, ikaparadza ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 vaidya, nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kusvikira zuva rakapinda Noa muareka, mvura zhinji ikasvika, ikaparadza vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vanhu vaidya nokumwa vachiroora nokuroorwa kusvikira pazuva rakapinda Nowa mungarava. Mafashamo akauya akavaparadza vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vanhu vaidya, vachinwa, vachiwana nokuwaniswa kusvikira zuva rakapinda Noa muareka. Ipapo mafashamu akasvika akavaparadza vose. Viz kapitola |