Ruka 17:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pamazuva oMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 seɀaɀakaŋga ɀakaita namazuʋa aNoa, ndiɀo ɀaɀicaita ʋo namazuʋa oMŋanakomana womunhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Sezvazvakanga zvakaita namazuva aNoa, ndizvo zvazvichaitawo namazuva oMwanakomana womunhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pamazuva oMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNoa, ndizvo zvazvichaitawo mumazuva oMwanakomana woMunhu. Viz kapitola |