Ruka 17:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Vamwe vachati kwamuri, ‘Ari kokoko kana kuti ari pano apa.’ Musaendeko kana kuvatevera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋacati kwamuri: Tarirai uko! Tarirai pano! Regai kuenda, kana kuʋateʋera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vachati kwamuri, ‘Tarirai uko! Tarirai pano!’ Regai kuenda, kana kuvatevera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vamwe vachati kwamuri, ‘Ari kokoko kana kuti ari pano apa.’ Musaendeko kana kuvatevera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vanhu vachati kwamuri, ‘Hoyo uko!’ kana kuti ‘Houno pano!’ Musamhanya muchivatevera. Viz kapitola |