Ruka 17:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Akati kwaari, “Chisimuka uenda zvako. Chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo akati kwaari: Simuka, uende; kutenda kwako kwakuponesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo akati kwaari, “Simuka, uende; kutenda kwako kwakuponesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akati kwaari, “Chisimuka uenda zvako. Chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo akati kwaari, “Simuka uende; kutenda kwako kwakuporesa.” Viz kapitola |