Ruka 17:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino mumwechete wavo paakaona kuti arapwa, akadzoka achirumbidza Mwari nezwi riri pamusoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino mumŋe waʋo, wakati aciʋona kuti ndaporeswa, akadzoka, acikudza Mŋari nenzwi guru; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino mumwe wavo, akati achiona kuti ndaporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nezwi guru; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino mumwechete wavo paakaona kuti arapwa, akadzoka achirumbidza Mwari nezwi riri pamusoro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mumwe wavo akati aona kuti akanga aporeswa, akadzoka achirumbidza Mwari nenzwi guru. Viz kapitola |