Ruka 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Paakavaona akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Pavaienda vakabva vaporeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino wakati aciʋaʋona, akati kwaʋari: Endai mundoɀiratidza kuʋaprista. Ʋakati ʋacienda, ʋakapora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino akati achivaona, akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Vakati vachienda, vakapora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakavaona akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Pavaienda vakabva vaporeswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akati achivaona, akati kwavari, “Endai munozviratidza kuvaprista.” Uye pavaienda, vakabva vanatswa. Viz kapitola |