Ruka 16:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Abhurahamu akati kwaari, ‘Kana vakarega kunzwa Mosesi navaporofita havambotendi kana mumwe munhu akamuka achibva kuvafi.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Akati kwaari: Kana ʋasiŋganzwi Mosesi naʋaprofita, haʋaŋgatendiswi, kunyaŋge mumŋe akamuka kuʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mosesi navaporofita, havangatendi, kunyange mumwe akamuka kuvakafa.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Abhurahamu akati kwaari, ‘Kana vakarega kunzwa Mosesi navaporofita havambotendi kana mumwe munhu akamuka achibva kuvafi.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Iye akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mozisi navaprofita, havangatendi kunyange dai mumwe akamuka kubva kuvakafa.’ ” Viz kapitola |