Online Bible

- Reklamy -




Ruka 16:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mutariri uya akazviti ndichaita sei Tenzi wangu zvaava kundibvisa pautariri? Simba rokutimba handina uye kukumbira ndinonyara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino mutariri akati mumŋoyo make: Ndicaiteiko, ishe waŋgu ɀowonditorera ʋutariri bgaŋgu? Handinesimba rokurima naro; kukumbira ndinonyara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino mutariri akati mumwoyo make, ‘Ndichaiteiko, ishe wangu zvaanditorera hutariri hwangu? Handina simba rokurima naro; kukumbira ndinonyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mutariri uya akazviti ndichaita sei Tenzi wangu zvaava kundibvisa pautariri? Simba rokutimba handina uye kukumbira ndinonyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Mutariri akafunga nechomumwoyo make akati, ‘Zvino ndichaiteiko? Tenzi wangu ava kunditorera basa rangu. Handina simba rokurima, uye ndinonyara kupemha;

Viz kapitola kopírovat




Ruka 16:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy