Online Bible

- Reklamy -




Ruka 16:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 nokuti ndine vakoma navanun'una vashanu kuti andovayambira nokuti vangadaro vakauyawo kunzvimbo ino yokurwadziwa.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 nokuti ndinaʋanuŋuna ʋashanu; kuti andonatso‐ʋapupurira, kuti ʋarege kuʋuya ʋo panɀimbo ino yokurwadziwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 nokuti ndina vanun'una vashanu; kuti andonatsovapupurira, kuti varege kuuyawo panzvimbo ino yokurwadziwa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 nokuti ndine vakoma navanun'una vashanu kuti andovayambira nokuti vangadaro vakauyawo kunzvimbo ino yokurwadziwa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 nokuti ndina vanunʼuna vashanu. Ngaaende anovayambira, kuitira kuti naivowo varege kuuya kunzvimbo ino yokurwadziwa.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 16:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy