Ruka 16:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Murombo uya akafa akatakurwa navatumwa kunzvimbo yepedyo pedyo nechipfuva chaAbhurahamu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino murombo wakati afa, ʋatumŋa ʋakamuisa pacifuʋa caAbrahama. Mufumi akafa ʋo, akaʋigwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Zvino murombo akati afa, vatumwa vakamuisa pachipfuva chaAbhurahamu. Mupfumi akafawo, akavigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Murombo uya akafa akatakurwa navatumwa kunzvimbo yepedyo pedyo nechipfuva chaAbhurahamu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Nguva yokufa kwomupemhi yakati yasvika vatumwa vakamutora vakamuendesa pachipfuva chaAbhurahama. Mupfumi akafawo akavigwa. Viz kapitola |