Ruka 16:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 VaFarisei vaidisa mari, vakanzwa zvose izvi vakamuseka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋaFarise, ʋakaŋga ʋaciɗa mari, ʋakanzwa iɀoɀo ɀose, ʋakamuseka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino vaFarisi, vakanga vachida mari, vakanzwa izvozvo zvose, vakamuseka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaFarisei vaidisa mari, vakanzwa zvose izvi vakamuseka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 VaFarisi, avo vaida mari vakanzwa zvose izvi vakatuka Jesu uye vakamuseka. Viz kapitola |