Online Bible

- Reklamy -




Ruka 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Munhu anovimbika mune zvidiki anovimbika mune zvikuru. Uyowo asingavimbiki mune zvidiki haavimbikiwo mune zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Wakatendeka paɀinhu ɀiɗuku‐ɗuku, wakatendeka ʋo paɀikuru; asi usakarurama paɀinhu ɀiɗuku‐ɗuku, haaŋgarurami ʋo paɀikuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Akatendeka pazvinhu zviduku-duku, akatendekawo pazvikuru; asi asakarurama pazvinhu zviduku-duku, haangaruramiwo pazvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Munhu anovimbika mune zvidiki anovimbika mune zvikuru. Uyowo asingavimbiki mune zvidiki haavimbikiwo mune zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Ani naani anogona kutendeka pane zvinhu zviduku anogonawo kutendeka pane zvakawanda, uye ani naani asina kutendeka pazvinhu zviduku duku achavawo asina kutendeka pane zvakawanda.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 16:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy