Ruka 15:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana ariwana, unokokera hama dzake naʋakaʋaka naye, akati kwaʋari: Farai neni, nokuti ndawana drakema randakaŋga ndarashikirwa naro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Kana ariwana, anokokera hama dzake navavakidzani vake, akati kwavari, ‘Farai neni, nokuti ndawana dhirakema randakanga ndarasikirwa naro.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye paanenge aiwana, achadana shamwari dzake navavakidzani agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni, ndawana mari yangu yakanga yarasika.’ Viz kapitola |