Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Kana kuti ndoupi mudzimai anenge ane mari chena yamadhirakima gumi, akarasa rimwechete rawo; haabatidzi mwenje here achitsvaira imba nokutsvagisisa mari iyoyo kusvikira aiwana?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndoupiko mukadzi unamadrakema anegumi, kana arashikirwa nerimŋe, uŋgarega kutuŋgidza mŋenje, akatȿaira imba, akatȿakisisa, kuȿikira ariwana?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Ndoupiko mukadzi ana madhirakema ane gumi, kana arasikirwa nerimwe, angarega kutungidza mwenje, akatsvaira imba, akatsvakisisa, kusvikira ariwana?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Kana kuti ndoupi mudzimai anenge ane mari chena yamadhirakima gumi, akarasa rimwechete rawo; haabatidzi mwenje here achitsvaira imba nokutsvagisisa mari iyoyo kusvikira aiwana?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Ndoupiko mukadzi ane mari yamasirivha anokwana gumi uye akarasikirwa neimwe chete angarega kubatidza mwenje, agotsvaira imba uye agotsvakisisa kusvikira aiwana?

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy