Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Paanosvika kumusha anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake ovati, ‘Farai pamwechete neni nokuti ndawana hwai yangu yakanga yarasika.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana aȿika kumusha, unokokera shamŋari dzake naʋakaʋaka naye, akati kwaʋari: Farai neni, nokuti ndawana gwai raŋgu rakaŋga rakarashika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kana asvika kumusha, anokokera shamwari dzake navavakidzani naye, achiti kwavari, ‘Farai neni, nokuti ndawana hwai yangu yakanga yakarasika.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paanosvika kumusha anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake ovati, ‘Farai pamwechete neni nokuti ndawana hwai yangu yakanga yarasika.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 agoenda kumba. Ipapo anodana shamwari dzake navavakidzani pamwe chete agoti kwavari, ‘Farai pamwe chete neni nokuti ndawana gwai rangu rakanga rarasika.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy