Ruka 15:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Akadaidza mumwe mushandi akamubvunza kuti chaiva chii. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo akaɗanira kwaari mumŋe waʋaranda, akamubvunza kuti iɀi ɀinyiko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Ipapo akadanira kwaari mumwe wavaranda, akamubvunza kuti, ‘Izvi zvinyiko.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akadaidza mumwe mushandi akamubvunza kuti chaiva chii. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Saka akadana mumwe wavaranda akamubvunza kuti chii chakanga chichiitika. Viz kapitola |