Ruka 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Paakapedza kudya zvose, kwakamuka nzara huru munyika iyoyo. Naiyewo akatanga kushaiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino wakati apedza ɀose, nzara huru ikaȿika panyika iyo, akataŋga kushaiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Zvino akati apedza zvose, nzara huru ikasvika panyika iyo, akatanga kushayiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakapedza kudya zvose, kwakamuka nzara huru munyika iyoyo. Naiyewo akatanga kushaiwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shure kwokunge apedza zvose, kwakava nenzara huru munyika yose iyoyo, uye akatanga kushayiwa. Viz kapitola |