Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Muduku akati kuna Baba vake, ‘Baba, chindipai mugove wenhaka yangu.’ Baba vakakamuranisa zvinhu zvavo zvavairarama nazvo pavanakomana vaya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Muɗuku waʋo akati kunaɓaɓa ʋake: Ƃaɓa, ndipei mugoʋe wenhaka ucazoʋa waŋgu. Akaʋagoʋera fuma yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Muduku wavo akati kuna baba vake, ‘Baba, ndipei mugove wenhaka uchazova wangu.’ Akavagovera pfuma yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Muduku akati kuna Baba vake, ‘Baba, chindipai mugove wenhaka yangu.’ Baba vakakamuranisa zvinhu zvavo zvavairarama nazvo pavanakomana vaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Muduku wacho akati kuna baba vake, ‘Baba, ndipei mugove wenhaka yangu.’ Saka baba vakakamura pfuma yavo vakavagovanisa pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy