Ruka 14:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Akapa muenzaniso kune vakakokwa paakanga aona vachisarudza zvigaro zvavakuru vakuru achiti kwavari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino wakataura mufananidzo kunaʋakakokerwa, nokuti wakaʋona ʋaciɀisanaŋgurira ɀigaro ɀapamberi, akati kwaʋari: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino akataura mufananidzo kuna vakakokerwa, nokuti akaona vachizvisanangurira zvigaro zvapamberi, akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akapa muenzaniso kune vakakokwa paakanga aona vachisarudza zvigaro zvavakuru vakuru achiti kwavari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akati achiona kuti vakakokwa vaisarudza sei zvigaro zvapamberi patafura, akavaudza mufananidzo uyu akati kwavari, Viz kapitola |