Ruka 14:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Akati kwavari, “Ndiani wenyu angati ane mwanakomana wake kana mombe yake inenge yawira mutsime asingabva aikwevera kunze nezuva reSabata.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akati kwaʋari: Ndianiko pakati penyu, uŋgati, kana mŋanakomana wake, kana ŋombe yake yawira mugomba, uŋgarega kuiɓuɗisa pakarepo nomusi wesaɓata? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akati kwavari, “Ndianiko pakati penyu, angati, kana mwanakomana wake, kana mombe yake yawira mugomba, angarega kuibudisa pakarepo nomusi weSabata?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akati kwavari, “Ndiani wenyu angati ane mwanakomana wake kana mombe yake inenge yawira mutsime asingabva aikwevera kunze nezuva reSabata.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo akavabvunza akati, “Ndiani pakati penyu angati kana mwanakomana, kana mombe yake ikawira mutsime nomusi weSabata, angarega kuibudisa pakarepo?” Viz kapitola |