Ruka 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 ‘Murume uyu akatangisa kuvaka asi akatadza kupedza.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 ʋaciti: Uyu munhu wakataŋga kuʋaka, akakoniwa kupedzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 vachiti, ‘Uyu munhu akatanga kuvaka, akakoniwa kupedzisa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 ‘Murume uyu akatangisa kuvaka asi akatadza kupedza.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 achiti, ‘Munhu uyu akatanga kuvaka asi akasagona kupedza.’ Viz kapitola |