Ruka 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Jesu akataura kunyanzvi dzomutemo navaFarisei achiti, “Zviri pamutemo here kana kuti kwete kuporesa nomusi weSabata?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Jesu akapindura, akataura kuʋaɗudziri ʋomurairo nokuʋaFarise, aciti: Kwakatenderwa kuporesa nomusi wesaɓata here, kana kwete? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Jesu akapindura, akataura kuvadudziri vomurayiro nokuvaFarisi, achiti, “Kwakatenderwa kuporesa nomusi weSabata here, kana kwete?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akataura kunyanzvi dzomutemo navaFarisei achiti, “Zviri pamutemo here kana kuti kwete kuporesa nomusi weSabata?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akabvunza vaFarisi navadudziri vomurayiro achiti, “Zvinotenderwa here nomurayiro kuporesa nomusi weSabata, kana kuti kwete?” Viz kapitola |