Online Bible

- Reklamy -




Ruka 14:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Zvingaitike kuti iye achera ugaro hwayo wotadza kuipedza. Vose vanoiona vanotanga kumuseka vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Kuti ɀimŋe kana ataŋga nheyo, akakoniwa kupedzisa, ʋose ʋanoɀiʋona, ʋasataŋga kumuseka,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Kuti zvimwe kana atanga nheyo, akakoniwa kupedzisa, vose vanozviona, vasatanga kumuseka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Zvingaitike kuti iye achera ugaro hwayo wotadza kuipedza. Vose vanoiona vanotanga kumuseka vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Nokuti kana akavaka hwaro akasagona kuipedza, munhu wose anomuona achamuseka,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 14:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy