Ruka 14:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Ndiani wenyu anenge achida kuvaka shongwe asingatangi agara pasi achiverenga mari yaingadye kuti ane inokwana kuipedza here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti ndiani kwamuri, kana aciɗa kuʋaka ȿiŋgo, usiŋgataŋgi kugara pasi, akaʋereŋga kukosha kwayo, kuʋona kana anemari yokuipedzisa nayo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti ndiani kwamuri, kana achida kuvaka svingo, asingatangi kugara pasi, akaverenga kukosha kwayo, kuona kana ane mari yokuipedzisa nayo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ndiani wenyu anenge achida kuvaka shongwe asingatangi agara pasi achiverenga mari yaingadye kuti ane inokwana kuipedza here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Tomboti mumwe wenyu anoda kuvaka shongwe. Haatangi agara pasi agoongorora mutengo kuti aone kana ane mari inokwana kuipedza here? Viz kapitola |