Ruka 14:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Ani naani asingatakuri muchinjikwa wake achinditevera haakwanisi kuva mudzidzi wangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Aninani usiŋgatakuri mucinjikwa wake, akaʋuya shure kwaŋgu, haaŋgaʋi mudzidzi waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ani naani asingatakuri muchinjikwa wake, akauya shure kwangu, haangavi mudzidzi wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ani naani asingatakuri muchinjikwa wake achinditevera haakwanisi kuva mudzidzi wangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Uye ani naani asingatakuri muchinjikwa wake achinditevera haangavi mudzidzi wangu. Viz kapitola |