Ruka 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Tenzi akati kumuranda, ‘Enda kumigwagwa nomumaheji ugombedzere vanhu kupinda kuti imba yangu izare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ishe akati kumuranda: Ƃuɗa kunzira nokuʋuzhowa, uʋagombedzere ʋapinde, imba yaŋgu izare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Ishe akati kumuranda, ‘Buda kunzira nokuruzhowa, uvagombedzere vapinde, imba yangu izare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Tenzi akati kumuranda, ‘Enda kumigwagwa nomumaheji ugombedzere vanhu kupinda kuti imba yangu izare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Ipapo tenzi akaudza muranda wake akati, ‘Buda uende kumigwagwa nokunzira dzomumaruwa undovakoka kuti vapinde, kuitira kuti imba yangu izare. Viz kapitola |