Ruka 14:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Mumwewo akati, ‘Ndaroora mudzimai nezvo handigoni kuuya.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mumŋe akati: Ndawana mukadzi, naiɀoɀo handiŋgaʋuyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Mumwe akati, ‘Ndawana mukadzi, naizvozvo handingauyi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mumwewo akati, ‘Ndaroora mudzimai nezvo handigoni kuuya.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Mumwezve akati, ‘Ndichangowana mukadzi izvozvi, saka handingauyi.’ Viz kapitola |