Ruka 14:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi Jesu akati kwaari, “Mumwe munhu akaita mabiko makuru, akakoka vanhu vakawanda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Iye akati kwaari: Mumŋe munhu wakagadzira cirayiro cikuru, akakokera ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Iye akati kwaari, “Mumwe munhu akagadzira chirariro chikuru, akakokera vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Jesu akati kwaari, “Mumwe munhu akaita mabiko makuru, akakoka vanhu vakawanda.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jesu akapindura akati, “Mumwe murume akanga achigadzira mabiko makuru akakoka vanhu vazhinji. Viz kapitola |