Ruka 14:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Mumwe munhu akanga agere naye pakudya paakanzwa izvi, akati kwaari, “Akakomborerwa zvake achadya zvokudya muumambo hwaMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mumŋe waʋakaŋga ʋagere naye pakudya wakati aciɀinzwa, akati kwaari: Wakaropafadzwa uyo ucadya ɀokudya paʋushe bgaMŋari! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Mumwe wavakanga vagere naye pakudya akati achizvinzwa, akati kwavari, “Akaropafadzwa uyo achadya zvokudya muushe hwaMwari!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mumwe munhu akanga agere naye pakudya paakanzwa izvi, akati kwaari, “Akakomborerwa zvake achadya zvokudya muumambo hwaMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mumwe wavaye vakanga vagere pakudya naye akati anzwa izvi, akati kuna Jesu, “Akaropafadzwa munhu achagara zvake pamabiko muuMambo hwaMwari.” Viz kapitola |