Ruka 14:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Uchakomborerwa nokuti havagoni kuzokudzorerawo. Unozodzorerwa pakumuka kwavakarurama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo ucaropafadzwa, ɀaʋasinaɀaʋaŋgakuripira naɀo, nokuti ucaripirwa pakumuka kwaʋakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Ipapo ucharopafadzwa, zvavasina zvavangakuripira nazvo, nokuti ucharipirwa pakumuka kwavakarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Uchakomborerwa nokuti havagoni kuzokudzorerawo. Unozodzorerwa pakumuka kwavakarurama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 ipapo ucharopafadzwa. Kunyange vasina zvavanokupa, iwe ucharipirwa pakumuka kwavakarurama.” Viz kapitola |