Online Bible

- Reklamy -




Ruka 13:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ipapo muchatanga kuti, ‘Inga taidya nokunwa nemi uye maidzidzisa mumigwagwa yedu wani,’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino mucataŋga kuti: Taidya, tainwa pamberi penyu, ʋuye maidzidzisa panzira dzomumisha yeɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino muchatanga kuti, ‘Taidya, tainwa pamberi penyu, uye maidzidzisa panzira dzomumisha yedu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ipapo muchatanga kuti, ‘Inga taidya nokunwa nemi uye maidzidzisa mumigwagwa yedu wani,’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Ipapo muchati, ‘Taidya uye tainwa pamwe chete nemi, uye maidzidzisa munzira dzomumisha yedu.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 13:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy