Online Bible

- Reklamy -




Ruka 13:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ko zvino mudzimai uyu, mwanasikana waAbhurahamu akasungwa naSatani kwamakore gumi namasere, haafaniri kusunungurwa here mumusungo uyu pamusi weSabata?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino mukadzi uyu, mŋanasikana waAbrahama, wakaŋga akasuŋgwa naSatani makore anegumi namasere, haazaifanira kusunuŋgurwa nomusi wesaɓata pacisuŋgo ici here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino mukadzi uyu, mwanasikana waAbhurahamu, akanga akasungwa naSatani makore ane gumi namasere, haaizafanira kusunungurwa nomusi weSabata pachisungo ichi here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ko zvino mudzimai uyu, mwanasikana waAbhurahamu akasungwa naSatani kwamakore gumi namasere, haafaniri kusunungurwa here mumusungo uyu pamusi weSabata?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino mukadzi uyu, mwanasikana waAbhurahama, akanga akasungwa naSatani kwamakore gumi namasere, haaifanira kusunungurwa kubva pane zvakamusunga nomusi weSabata here?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 13:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy