Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 Kubvira zvino mumba mumwechete muchava navashanu vakapararana. Vatatu vachipesana navaviri. Vaviri vachipesana navatatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Nokuti kubva ɀino ʋashanu ʋeimba imŋe ʋacapesana, ʋatatu ʋacipesana naʋaʋiri, ʋaʋiri naʋatatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

52 Nokuti kubva zvino vashanu veimba imwe vachapesana, vatatu vachipesana navaviri, vaviri navatatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Kubvira zvino mumba mumwechete muchava navashanu vakapararana. Vatatu vachipesana navaviri. Vaviri vachipesana navatatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

52 Kubva zvino vanhu vashanu mumhuri imwe vachapesana, vatatu vachirwa navaviri uye vaviri vachirwa navatatu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:52

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy