Ruka 12:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana Tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Wakaropafadzwa muranda uyo, unoti, kana ishe wake aciȿika, akamuwana aciita saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 “Akaropafadzwa muranda uyo anoti, kana ishe wake achisvika, akamuwana achiita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana Tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Zvichava zvakanaka kumuranda uyo achawanikwa natenzi wake achiita izvozvo paanodzoka. Viz kapitola |